Full Lyrics
INTRO
Usachema nekuti ndini ndina we ndichaku tungamira,
Chaku tungamira.
VERSE 1
Usachema nekuti ndini ndina we ndichaku tungamira,
Tungamira, tungamira,
Ndichaku tungamira, oh tungamira.
VERSE 2
Chaku tungamira, rarisa gararisa nekuti
Ndini ndina we ndichaku tungamira,
Chaku tungamira, tungamira,
Ndichaku tungamira.